Реклама позволяет слушать и качать музыку бесплатно.
Сайт продолжит работу через несколько секунд.

Joyous Celebration – Kuregerera in Advance

Joyous Celebration
На музыкальном портале Зайцев.нет Вы можете бесплатно слушать онлайн песню «Kuregerera in Advance» (Joyous Celebration) в формате mp3.

исполнитель Joyous Celebration

правообладатель Sony Music Entertainment Paradise

длительность 00:30

размер 14.86 MB

битрейт 320 kbps

загружено id50219081

Kuregerera in Advance
00:30
Handidi ini kufa ne BP Ndigotadza kupinda denga Nekuda kwekusaregerera Mweya wangu wonanga Gehenna Kwete, ndinokuregerera Ishe vakandiregerera wo Saka ndato kuregerera Kuregerera in advance Zvauri iwe mudiwa wangu Ndinozviziva uchanditadzira Saka ndatokuregerera Kuregerera in advance Ndiwe zvako uripa WhatsApp Uchingo flirter nevamwe Moyo wangu urikurwadza Asi ndinokuregerera Babie ndinokuregera Ishe vakandiregerera Saka ndatokuregerera Kuregerera in advance Mummy, mummy, ndinokuregerera Ndakanzinzva makambondirasa, kundirasira mu bhini Ini ndikudai mummy ishe vakandiregerera wo Saka ndinokuregererai kuregerera in advance Daddy daddy Daddy daddy hatisati tambosangana ka Asi ndinokudai daddy, uye ndinokuregererai Ndakanzinzva makaramba numbu Ishe vakandiregerera wo Saka ndinokuregererai Kuregerera in advance Zvamuri imi vana vesangano Ndinozviziva muchanditaura Ndino zviziva muchandinyeya He mufundisi varikuba Mari Mufundisi havasisina power Mufundisi havasisina Shoko Mukadzi wavo hagoni kupfeka Asi ndinokuregerera Church ndinokuregerera Ishe vakandiregerera Saka ndinokuregerera Kuregerera in advance Nhai Mwari we Nhai Mwari we Dzidzisai Moyo kuregerera Moyo ngaudzidze kuregerera Pandakakutadzirai Mwari Makandipa 2nd chance Mukandipa 3rd chance Ndikanyepa mukati 4th chance Ndokutadza zve mukati 5th chance Mukati thousand, million, billion, trillion, zillion chances!
Текст песни полностью

Другие треки этого исполнителя

Сборники